Lrc Player

Winky D-Finhu Finhu (Official Audio)(MP3_320K)

Unknown artist
[04:06.05]·Synced by Guest·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:02.73] Tafunga kuti tifare

[00:05.12] Misodzi inyare

[00:06.98] ChiExtra

[00:09.11] ChiGafa, chiGafa, chiGafa

[00:15.22] Rega ndifinhure

[00:17.88] Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)

[00:23.45] Usanditsiure

[00:26.11] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

[00:31.42] Ukaona ndodaiso

[00:33.83] Kana ndodaiso

[00:35.95] Usandibvunze

[00:38.34] Ndiri kufinhura

[00:40.47] Saka, finhu, finhu, finhu

[00:42.33] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu

[00:44.98] Finhu, finhu, finhu

[00:46.57] Ndiri kufinhura

[00:48.17] Nhasi handina basa nemunhu wenyama

[00:50.29] Ndichapombonoka zvakanyanya

[00:52.42] Uchidhinhiwa o pyjama

[00:54.01] Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana

[00:56.14] Usatume Vharazipi haisi dhirama

[00:58.26] 'Dakuburitsa mari yese iri muchikwama

[01:00.39] Hand'awandonyara, kunyangwe hama

[01:02.51] Ndadya chikanganwahama

[01:06.76] Hapana kana arikuridza tsamwa

[01:09.15] Mahappy face chete hakuna akatsamwa

[01:12.61] Saka imimi mababy, chauya chidaddy

[01:17.12] Sheka zvawakapihwa namhamha

[01:20.84] Rega ndifinhure

[01:23.50] Chinhamo chiri pano nehappy (nehappy)

[01:29.08] Usanditsiure

[01:31.73] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

[01:37.31] Ukaona ndodaiso

[01:39.71] Kana ndodaiso

[01:41.56] Usandibvunze

[01:43.95] Ndiri kufinhura

[01:46.08] Saka, finhu, finhu, finhu

[01:48.20] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu

[01:50.06] Finhu, finhu, finhu

[01:52.19] Ndiri kufinhura

[01:54.04] Ndasvika panzvimbo pakazara masisita (masisita)

[01:57.50] Ndipe machine bhegi panapa pari kukika (pari kukika)

[02:02.01] Pano hapachabudika

[02:03.61] Hona chipatani chatakuita

[02:05.73] Pane ngozi dai zvenyu maripa

[02:07.86] Mombonakidzwa zvatiri kuita

[02:10.52] Hapana kana ari kuridza tsamwa

[02:14.24] Mahappy face chete hakuna akatsamwa

[02:18.22] Saka imimi mababy, chauya chidaddy

[02:22.73] Sheka zvawakapihwa namhamha

[02:26.45] Rega ndifinhure

[02:29.11] Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)

[02:34.69] Usanditsiure

[02:37.34] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

[02:42.92] Ukaona ndodaiso

[02:45.04] Kana ndodaiso

[02:47.17] Usandibvunze

[02:49.56] Ndiri kufinhura

[02:51.42] Saka, finhu, finhu, finhu

[02:53.56] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu

[02:55.95] Finhu, finhu, finhu

[02:57.81] Ndiri kufinhura

[02:59.67] Rega ndifinhure

[03:01.79] Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)

[03:07.64] Usanditsiure

[03:10.29] Kufara kwangu haisi mistake (mistake)

[03:15.61] Ukaona ndodaiso

[03:18.00] Kana ndodaiso

[03:20.12] Usandibvunze

[03:22.51] Ndirikufinhura

[03:24.37] Saka, finhu, finhu, finhu

[03:26.50] Pano, finhu, finhu, finhu, finhu

[03:31.55] Finhu, finhu, finhu

[03:32.08] Ndiri kufinhura