Winky_D_-_Ijipita_(Njema_Album)
[00:06.83] Login
[00:07.39] Ijipita
[00:07.66] Winky D
[00:08.45] Lyrics
[00:08.98] About
[00:09.51] Tracklist
[00:09.78] Comments
[00:10.31] 1
[00:13.24] 5.3K
[00:13.76] 2
[00:15.09] Ijipita Lyrics
[00:15.62] Gafa Gafa
[00:15.89] Gafa zvekare
[00:16.42] Jusa
[00:18.81] Pandinomuka mangwanani
[00:19.08] Ndinozvitarisa pagirazi
[00:19.34] Hakuna ini arinani
[00:20.14] Mangwana ngaasiyane nanhasi
[00:22.26] Kutsvaga manake
[00:24.12] Kuti mhuri irarame
[00:26.52] Aiwa harisi dambe
[00:28.91] Ndatemba tsoka rega ndifambe
[00:31.83] Bvisai rima pamberi pangu
[00:34.22] Isai chiedza ndifambe zvangu
[00:36.88] Hupenyu ndishande hwangu
[00:39.53] Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[00:42.45] Ijipita Ijipita
[00:44.84] Ijipita Ijipita
[00:47.50] Bye bye ndakukanda nhanho
[00:50.15] Canaan tapinda tapinda
[00:52.54] Ijipita Ijipita
[00:55.21] Ijipita Ijipita
[00:57.86] Bye bye ndakukanda nhanho
[01:00.51] Canaan tapinda tapinda
[01:02.90] Tavakusiya musha kufamba mamaira
[01:05.56] Vakomana kuchikaira
[01:07.69] Tabvunza zvirimberi hakuna adaira
[01:10.08] Totungamirwa nepasi ndipe nhekwe iya
[01:13.26] Zvinodzimba asi rega ndireve
[01:15.65] Ukasadikitira hauseve
[01:18.58] Tava kutsvaga zvakafa zvega
[01:20.97] Kuvhima kweasina uta nemuseve
[01:23.89] Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[01:26.54] Ndoenda ndega kusina mhai
[01:29.21] Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[01:31.33] Handina mufudzi ndingori hwai
[01:34.25] Bvisai rima pamberi pangu
[01:36.64] Isai chiedza ndifambe zvangu
[01:39.56] Hupenyu ndishande hwangu
[01:42.22] Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[01:44.87] Ijipita Ijipita
[01:47.55] Ijipita Ijipita
[01:50.20] Bye bye ndakukanda nhanho
[01:52.86] Canaan tapinda tapinda
[01:55.25] Ijipita Ijipita
[01:57.91] Ijipita Ijipita
[02:00.56] Bye bye ndakukanda nhanho
[02:03.22] Canaan tapinda tapinda
[02:06.16] Hupenyu makata
[02:08.56] Hausi mutserendende
[02:10.97] Ukaramba wakavata
[02:13.62] Ndiani achavhara vende
[02:16.01] Pane vane chimbomira mira
[02:18.41] Kumavave kwavanonwira nwirwa
[02:21.06] Panganai zano monoteya riva
[02:23.72] Ndafunga kuyambuka ini ndobira dziva
[02:26.11] Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[02:29.03] Ndoenda ndega kusina mhai
[02:31.69] Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda
[02:33.81] Handina mufudzi ndingori hwai
[02:37.01] Bvisai rima pamberi pangu
[02:39.44] Isai chiedza ndifambe zvangu
[02:42.36] Hupenyu ndishande hwangu
[02:44.75] Ndakanda nhanho ndabvisa shangu
[02:47.40] Ijipita Ijipita
[02:50.06] Ijipita Ijipita
[02:52.72] Bye bye ndakukanda nhanho
[02:55.11] Canaan tapinda tapinda
[02:57.76] Ijipita Ijipita
[03:00.42] Ijipita Ijipita
[03:03.09] Bye bye ndakukanda nhanho
[03:05.48] Canaan tapinda tapinda
[03:08.40] Ndapinda Canaan
[03:11.06] Kupinda ini ndapinda
[03:13.45] Ndapinda Canaan
[03:16.38] Aihwa ini ndapinda
