Lrc Player

Winky_D-Simba_(Official_Audio)(128k)

Unknown artist
[03:22.06]·Synced by Guest·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:03.53] ChiExtra

[00:09.12] Haaaha

[00:11.25] Tirikutsvaga simba

[00:13.37] Kuno tirikutsvaga simba

[00:16.29] Tirikuda simba

[00:18.94] Maziso edu zhinji ndeekutarisa

[00:22.40] Hatione Baba

[00:24.52] Ndipeyi simba kunge Bona

[00:27.18] Ndigamheyi ndisadonha

[00:29.30] Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

[00:31.96] Hatione Baba

[00:34.61] Ndipeyi simba kunge Bona

[00:37.01] Ndigamheyi ndisadonha

[00:39.13] Inini zvangu zvandibata ndakuyenda

[00:41.26] Osikidhi ndakufamba nekutenda

[00:43.91] This time ndakufamba ndine agenda

[00:47.10] Ndiyereseyi kunge November

[00:49.49] Itayi chese chandabata chiite

[00:51.36] Zvisina kururama itayi nditye

[00:54.27] Zvandinoshuwira ndizadzikise

[00:56.13] Handisi chinhu asi ndinofara hama yangu ndiShe

[00:59.85] Muchindiona ndirikutsvaga simba

[01:02.24] Simba ndosaka ndayimba

[01:04.90] Muchindiona ndirikutsvaga simba

[01:07.03] Ndifambire mudenga

[01:08.09] Pasi zvakadzimba

[01:09.68] Maziso edu zhinji ndeekutarisa

[01:12.34] Hatione Baba

[01:14.99] Ndipeyi simba kunge Bona

[01:17.67] Ndigamheyi ndisadonha

[01:19.79] Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

[01:22.45] Hatione Baba

[01:25.11] Ndipeyi simba kunge Bona

[01:27.76] Ndigamheyi ndisadonha

[01:30.06] Ndabata icho nechinochi

[01:31.92] Ndafamba nemaporofita kunga Timoti

[01:34.84] Nguva irikupera tichingoti

[01:37.00] Zvichanaka, tichishayiwa musimboti

[01:39.65] Zvepasi zvakawoma asi tatrya trya

[01:42.04] Tinoda simba tisvike panevaya vaya

[01:44.70] Kubva mangwanani kusvika rinyure

[01:46.82] Ndiripo pandima

[01:48.15] Ndabata shaya ndagaya gaya

[01:50.28] Muchindiona ndirikutsvaga simba

[01:52.93] Simba ndosaka ndayimba

[01:55.32] Muchindiona ndirikutsvaga simba

[01:57.72] Ndifambire mudenga

[01:59.04] Pasi zvakadzimba

[02:00.38] Maziso edu zhinji ndeekutarisa

[02:02.77] Hatione Baba

[02:05.42] Ndipeyi simba kunge Bona

[02:08.07] Ndigamheyi ndisadonha

[02:10.20] Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

[02:12.86] Hatione Baba

[02:15.78] Ndipeyi simba kunge Bona

[02:18.17] Ndigamheyi ndisadonha

[02:20.29] Maziso edu zhinji ndeekutarisa

[02:22.95] Hatione Baba

[02:25.61] Ndipeyi simba kunge Bona

[02:28.26] Ndigamheyi ndisadonha

[02:30.39] Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

[02:32.81] Hatione Baba

[02:35.73] Ndipeyi simba kunge Bona

[02:38.39] Ndigamheyi ndisadonha

[02:40.25] Maziso edu zhinji ndeekutarisa

[02:43.17] Hatione Baba

[02:45.83] Ndipeyi simba kunge Bona

[02:48.48] Ndigamheyi ndisadonha

[02:50.34] Munenge murimberi kwangu ndirikutarisa

[02:53.00] Hatione Baba

[02:56.18] Ndipeyi simba kunge Bona

[02:58.58] Ndigamheyi ndisadonha