SaintFloew - Silas Mavende (Official Aduio with Lyrics)(MP3_320K)
[00:03.90] Ndikati rugare mujoma-a-ah
[00:07.10] Ndinenge ndamwa tea tea tea
[00:08.96] Ko zita ndonzi Silas
[00:11.62] Samanyanga sounds like
[00:13.21] Samanyanga sounds like E
[00:15.61] Nah one of de-e-e-m
[00:18.79] Eh, ko zita ndonzi Silas Mavende
[00:21.45] Ndenge ndri ndega ndichikaka tende
[00:24.10] Kana mangondiona mongondisiya ndiende
[00:26.23] Sorry zvenyu kungodhakwa chete
[00:29.15] Ndaona zitsoka rake riri panze, anga achitambira pachivanze
[00:33.93] Amai mwana wenyu ndewe mastanze, maybe kugona kunoita aganze
[00:38.72] Saka ndati rugare mujoma-a-h
[00:41.90] (Rugare kwamuri)
[00:44.02] Mmh hmm koo zvamatodzoka?
[00:46.42] Tauya pano tikanoumba mhuri
[00:49.08] Saka ndati rugare mujoma-a-h
[00:51.99] (Rugare kwamuri)
[00:54.12] Mmh hmm koo zvamatodzoka?
[00:56.51] Mauya pano tikanoumba mhuri
[00:58.90] Zita ndonzi Silas, Silas, Silas Mavende
[01:03.95] Zita ndonzi Silas, Silas, Silas Mavende
[01:08.99] Zita ndonzi Silas Mavende
[01:11.38] Ndenge ndiri ndega ndichikaka tende
[01:14.04] Kana mangondiona mongosiyiwo ndiende
[01:16.43] Sorry zvenyu kungodhakwa chete
[01:19.35] Saka rugare mu Jah man
[01:20.95] Dzikai tinamate, dhonzai tisangane pakati penhandare
[01:25.20] Tiripo kuungana ndoraudo
[01:27.85] Kana machisunga ndipei moto
[01:30.24] Kana mavakumwa kombai choto
[01:32.63] Tuma ripi dandaka ndotsotso (ndotsotso)
[01:36.62] Ndikati rugare mujoma
[01:39.01] Saka ndati rugare mujoma-a-ah
[01:41.93] (Rugare kwamuri)
[01:44.59] Mmh hmm ko zvamatodzoka?
[01:46.45] Mauya pano tikanoumba mhuri
[01:49.10] Saka ndati rugare mujoma
[01:52.03] (Rugare kwamuri)
[01:54.15] Mmh hmm koo zvamatodzoka?
[01:56.81] Mauya pano tikanoumba mhuri (tikanoumba mhuri)
[02:09.29] Ndinenge ndamwa tea tea tea
[02:10.88] Saka ndovhunduka, ndovhunduka, ah ndovhunduka chii, chii, chii?
