Kae_Chaps_-_Juzi_(lockdown_session)(128k)
[00:15.35] Usanetseke I'll be fine
[00:17.74] It's just a matter of time
[00:19.86] Chete chete ko handi ndizvo zvawakada
[00:23.58] Plus kudzidza hakumbopere
[00:25.71] Mwari anenge ane chinangwa
[00:28.64] Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
[00:31.82] Ungandirova zigumegi, believe
[00:35.28] Kuita kundi dhomotsa you played, deceive
[00:39.26] Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva
[00:43.25] Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka
[00:47.23] Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
[00:52.28] Ndikaritarira ndoshaya rugare
[00:55.73] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
[01:00.51] Ndikadzitarira ndoshaya rugare (ndoshaya rugare)
[01:06.09] Wakati ukuda attention
[01:07.95] I gave you the shit
[01:10.35] I'm broke from all the dreams that you were selling me
[01:14.33] Uri mboko yemunhu
[01:15.67] I felt I should tell you this
[01:18.32] But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies
[01:22.57] Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye
[01:27.08] Zverudo zvacho taimboizviitirei?
[01:30.80] Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei?
[01:34.79] Now chandokumbira kuti
[01:36.91] Utore juzi rako rawakanganwa
[01:41.69] Ndikaritaria ndoshaya rugare
[01:45.15] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
[01:49.66] Ndikadzitarira ndoshaya rugare
[01:53.11] Utore juzi rako rawakanganwa
[01:57.89] Ndikaritarira ndoshaya rugare
[02:01.34] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
[02:06.12] Ndikadzitarira (F-futronic)
[02:11.97] Zvichimboitirwei?
[02:15.15] Zverudo zvacho
[02:16.75] Taizviitirei
[02:20.47] Zvichimboitirwei?
[02:23.66] Zverudo zvacho taizvi-
[02:25.51] Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
[02:30.83] Ndikaritaria ndoshaya rugare
[02:34.28] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
[02:38.80] Ndikadzitarira ndosaya rugare
[02:42.52] Utore juzi rako rawakanganwa
[02:47.07] Ndikaritarira ndoshaya rugare
[02:50.78] Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
[02:55.30] Ndikadzitarira ndosaya rugare
[03:00.61] SOURCE:CRAIGMUCXI
