Lrc Player

Alexio Kawara - Chihwande-hwande

Unknown artist
[07:10.48]·Synced by Guest·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:09.79] Hesi babie

[00:23.77] Ko wakadini

[00:26.04] Ndikauya ikoko

[00:28.78] Ndodzikira papi

[00:31.54] Hesi babie

[00:33.78] Ko wakadini

[00:36.28] Ndikakwira combi

[00:38.78] Ndodzikira papi

[00:41.54] Ndikauya

[00:43.78] Ndichakuona here

[00:46.54] Ndoda kutamba newe

[00:49.04] Chihwandehwande

[00:51.54] Ko ndikauya

[00:54.03] Ndichakuona here

[00:56.54] Ndoda kutamba newe

[00:59.04] Chihwandehwande

[01:02.03] Nguva yareba babie ndisina kukuona

[01:06.79] Kana nekufunga ini handichagona

[01:11.77] Zuva rega rega rinondirebera

[01:16.77] Kutanga Muvhuro kusvika Mugovera

[01:21.78] Wakati uchazofona uchindipa kero

[01:27.28] Nhasi ndichakangokumirira ndakadero

[01:32.04] Wakati zvikaramba uchazondinyorera mwadhi

[01:37.28] Nyangwe zvakadaro kumirira handichadi

[01:42.28] Hesi babie

[01:44.54] Ko wakadini

[01:47.03] Ndikauya ikoko

[01:49.51] Ndodzikira papi

[01:52.27] Hesi babie

[01:54.53] Ko wakadini

[01:57.05] Ndikakwira taxi

[01:59.54] Ndodzikira papi

[02:02.31] Ndikauya

[02:04.54] Ndichakuona here

[02:07.28] Ndoda kutamba newe

[02:09.78] Chihwandehwande

[02:12.29] Ko ndikauya

[02:14.78] Ndichakuona here

[02:17.28] Ndoda kutamba newe

[02:20.02] Chihwandehwande

[02:22.28] Ndinogaro rota urimumaoko angu

[02:58.01] Mudiwa ndapota ndingazofa neshungu

[03:02.78] Ndonzwa kuda kukutsvoda zvisingatoiti

[03:08.04] Asi ndingaita sei kunze kwekuuya ikoko

[03:12.80] Totamba matambiro edu aye ataiita

[03:18.29] Tichiita zvese zviye zvataisiita

[03:23.27] Chisveru chikudo nechihwandehwande

[03:28.79] Tichisasana

[03:30.53] Hatibude panze

[03:33.28] Hesi babie

[03:35.54] Ko wakadini

[03:38.29] Ndikauya ikoko

[03:40.79] Ndodzikira papi

[03:43.54] Hesi babie

[03:45.78] Ko wakadini

[03:48.54] Ndikakwira combi

[03:50.78] Ndodzikira papi

[03:53.54] Ndikauya

[03:56.02] Ndichakuona here

[03:58.54] Ndoda kutamba newe

[04:01.03] Chihwandehwande

[04:03.28] Ko ndikauya

[04:06.02] Ndichakuona here

[04:08.54] Ndoda kutamba newe

[04:11.28] Chihwandehwande

[04:15.29] Ndouyako Chihwandehwande

[04:30.54] Ndouyako babie wanguwe Chihwandehwande

[04:35.02] Ndizotamba newe Chihwandehwande

[04:40.03] Sezvataiita kare Chihwandehwande

[04:45.04] Ndouyako Chihwandehwande

[04:50.04] Ndouyako babie wanguwe Chihwandehwande

[04:54.54] Ndizotamba newe Chihwandehwande

[04:59.53] Sezvataiita kare Chihwandehwande

[05:03.79] Koka koka koka Chihwandehwande

[05:08.28] Koka koka koka Chihwandehwande

[05:21.79] Newe Chihwandehwande

[06:45.29] Newe Chihwandehwande