SHISHA - QOUNFUZED (OFFICIAL VISUALIZER)
[00:00.31] Fonera Kisha
[00:02.82] Akoke shamwari dzake dzese titenderedze shisha
[00:07.57] Toita zvatai wisher
[00:09.83] Kana yanguva yeprezha
[00:12.08] Prezha prezha prezha prezha
[00:14.58] Chero usiri ngezha
[00:17.08] Mari mashizha oh
[00:18.57] Kugaroita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
[00:21.33] Doro rakatonhora pisa liver
[00:23.57] Chero takazofawo ndizvozvo
[00:26.57] Kugara tichingoita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
[00:30.82] Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo
[00:36.07] Shisha shisha
[00:38.33] Ridzai manumber
[00:39.58] Shisha shisha
[00:40.82] Tigare tatamba
[00:41.82] Shisha shisha
[00:43.06] Wedzerai mhamba
[00:45.58] Musapedze chamba
[00:47.32] Vazoti vari kuuya here vana Kisha
[00:49.57] Vakangobatika zvinobva zvanakidza
[00:52.08] Vakati vanoda chamba musarambidza
[00:54.33] Masong avanoda ugomaridza oh
[00:56.32] Kugaroita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
[00:59.06] Doro rakatonhora pisa liver
[01:01.32] Chero takazofawo ndizvozvo
[01:04.32] Kugara tichingoita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
[01:08.81] Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo
[01:14.32] Shisha shisha shisha shisha
[01:19.31] Shisha Shisha Shisha Shisha
[01:24.08] Shisha Shisha Shisha Shisha
[01:25.83] Shisha Shisha Shisha Shisha
[01:26.07] Party ino tanga masikati
[01:27.58] Asi zvinenge zvisati zvava kunakidza
[01:30.07] Isusu ndisu ka party
[01:32.07] Zvinotanga kufaya patinobatika
[01:34.82] Tiine mabhebhi yese type
[01:36.31] Vachitambidzana mahosepipe
[01:38.83] Tikangokubata uchivafuridzira hutsi mudhirezi tinomutsa fight
[01:43.31] Vari kuiti Hubbly
[01:44.32] Vamwe shisha , vamwe hooker
[01:45.32] Headmaster vekudengezera rasha rakatsvuka
[01:47.55] Vamwe vanoti chinoda chamba
[01:49.55] Vamwe vanozvibuka
[01:50.32] Ukaona chichipfungaira usazoiti iGuka
[01:52.56] Kugaroita hunhu kwavo aiwa hazvizodi
[01:55.81] Doro rakatonhora pisa liver
[01:58.08] Chero takazofawo ndizvozvo
[02:01.08] Kugara tichingoita hunhu kwavo aiwa hazvizodi
[02:05.34] Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo
[02:10.06] Tazofawo
[02:11.32] Fonera Kisha
[02:24.56] Akoke shamwari dzake dzese titenderedze shisha
[02:29.32] Kana yanguva yeprezha
[02:33.57] Prezha prezha prezha prezha
[02:35.57] Wedzerai mhamba
[02:38.83] Musapedze chamba
[02:40.07] Kugaroita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
[02:43.32] Doro rakatonhora pisa liver
[02:45.32] Chero takazofawo ndizvozvo
[02:48.07] Kugara tichingoita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
[02:52.58] Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo
[02:58.06] Shisha shisha shisha shisha
[03:00.82] Shisha Shisha Shisha Shisha
[03:03.32] Shisha Shisha Shisha Shisha
[03:05.57] Shisha Shisha Shisha Shisha
