Kae Chaps Huchapa
[00:01.28] Nah nah nah, nah nah
[00:22.29] Rega ndidzvute cup ye tea
[00:24.77] Ndichimbogaya zvangu ndodii
[00:27.53] Hazvina kutanga nhasi izvi
[00:32.78] Wagara unondijairira
[00:35.77] Kazhinji ndinongo pfavirira
[00:39.03] Handichada nayo chance iyi
[00:44.29] Wagara unondijairira
[00:47.55] Kazhinji ndinongo pfavirira
[00:50.29] Handichada nayo chance iyi, bodo
[00:55.29] Nekuti chinonetsera moyo wako
[00:57.79] Huchapa huchapa
[01:00.78] Wangu zvekunyepa unozama
[01:03.53] Dzikama dzikama
[01:06.28] Ehe chinonetsera moyo wako
[01:09.04] Huchapa huchapa
[01:12.03] Wangu zvekunyepa unozama
[01:14.78] Dzikama dzikama
[01:18.53] Rega ndidzvute cup ye tea (ye tea)
[01:21.55] Ndichimbogaya zvangu ndodii
[01:23.79] Hazvina kutanga nhasi izvi
[01:28.79] Ndambozama kuita chi bho shama
[01:32.04] But ndobheja ucharohwa ne karma
[01:35.03] Cause unoda kuzviita nyanzvi iwewe
[01:40.53] You can't tell when someone is genuine (genuine)
[01:43.54] Une brain dziri under 18
[01:46.53] Waiti ndicha feeler sеi inini, inini, ini
[01:51.78] Ndine magen'a ainditi bamunini (bamunini)
[01:54.80] Siyana nemwana uyu plеase
[01:57.77] But i kept on vouching for you
[02:02.53] Maybe ndiri benzi or maybe ndakapusa, pusa
[02:07.03] Maybe rwaive shoma rudo rwandaikupa, kupa
[02:13.54] Sei uchidzoka kuzondi confuser (confuser, fuser (fuser, fuser)
[02:20.02] Wakadyisa team yandaikuza, kuza (kuza)
[02:25.28] Nekuti chinonetsera moyo wako
[02:28.54] Huchapa huchapa
[02:31.28] Wangu zvekunyepa unozama
[02:33.80] Dzikama dzikama
[02:36.53] Ehe chinonetsera moyo wako
[02:39.54] Huchapa huchapa
[02:42.55] Wangu zvekunyepa unozama
[02:45.78] Dzikama dzikama
[02:50.04] Futronic Futronic Futronic
