Lrc Player

2 - Jamba MaNumber

Unknown artist
[02:44.55]·Synced by Guest·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:08.11] (S-S-Salsa Records)

[00:20.03] Unoona toita mazi time tiri paroad

[00:22.56] City to City

[00:24.34] Kudhara ndaifona pa-diki padiki

[00:26.40] But mazuvano ndiri busy busy

[00:28.42] Hanzi wakuganza manje

[00:29.94] Ndichiri zvandanga ndiri

[00:31.73] Except mazuva ano manje

[00:34.02] Ukaona vakuburitsa maspeaker panze

[00:36.28] Then wakuziya takusvika manje

[00:39.10] Zvakutanga manje

[00:40.62] Tonotambirwa nevese vakamira panze

[00:42.40] Imbozvizorodza mupfungwa usafunge zvakawanda

[00:45.92] Usaremedze hana

[00:47.45] Zvikanzi JT achabatikira areas then takujamba MaNumber

[00:53.26] Isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviitesei

[00:56.55] Havabvunze zvakawanda

[00:58.09] Vakanzwa JT achabatikira areas

[01:01.39] Vanoziya vacha..

[01:02.66] Jamba MaNumber (ok)

[01:04.18] Time yavaifanira kutimisa vakatadza

[01:06.96] Hapasisina mukana (ok)

[01:09.49] Lucky rokuwana wane nguva uchiritsvaga (wane nguva uchiritsvaga)

[01:12.31] Jesu ngaasasvike wakarara

[01:14.58] Saka ini anditeere potaurwa madhiri akadhakwa

[01:17.89] Inwa asi usararadze

[01:19.66] Unoona pakutanga chega chega chataigona inharo

[01:22.72] Zvaramba tairamba kuti zvaramba

[01:25.00] But izvezvi tabho

[01:26.51] Ndoverenga macomments from my peoplе when I'm low

[01:29.30] Vachitaura kuty usavharwe manumber aya mabhoo

[01:31.83] Weekеnd ichisvika tirikusangana kushow

[01:34.61] Ndovatipa bho gen'a zvese zvinoita bho

[01:36.37] Imbozvizirodza mupfungwa usafunge zvakawanda

[01:39.42] Usaremedze hana

[01:41.19] Zvikanzi JT achabatikira areas then taku Jamba MaNumber

[01:46.76] Isusu tane vanhu vanomira nesu

[01:48.78] Nyangwe zviite sei

[01:50.56] Havabvunze zvakawanda

[01:52.07] Akanzwa JT achabatikira areas vanoziya

[01:55.89] Vacha Jamba MaNumber (eyy eyy eyy)

[01:59.99] Thank you Thank you Thank you

[02:02.53] Ane ma1 ane maplan

[02:06.08] (ya ya ya)

[02:08.13] Zvikanzi JT achabatikira areas then takuJamba MaNumber

[02:30.26] Jamba MaNumber