7 - Rerukai
[00:41.59] OK please
[00:42.60] Rerukai rerukai
[00:44.12] Itai kuti vagaye kuti hamupo
[00:47.18] Itai kuti vagaye makadhiba
[00:49.19] Makadhiba but ndivo vakadhibha
[00:51.48] Please batikai, batikai
[00:54.54] Batikai kwamunenge matsvagwa
[00:57.36] Kwamusingadiwe then hamupo
[01:00.14] Kwamusiri kudiwa imimi hamupo
[01:01.90] Panorairwa mwana waMambo batikai
[01:04.94] Namatai musajambwe ne info
[01:07.24] Chenjerai magood guys ari evil
[01:09.77] Wonerai ma hero ari evil
[01:12.32] Hanzi ukangomira kuchovha watyora bike
[01:15.11] Hatimire kufunga chero tiri high
[01:17.88] Parezvino tirikukwana mubig 5
[01:20.16] Parezvino mukundikwata big time
[01:22.41] Coming to my house muchindibvunza zvemababy enyu
[01:25.47] Jahman sungai imbwa dzenyu paden penyu
[01:28.51] Infact bvisa musawu paden penyu
[01:30.78] Musadhibe kundibvisa munyaya dzenyu
[01:33.08] Ndotamba nanaWasu I got people kuManicaland
[01:35.61] Usazviite King
[01:36.88] This is not Kuvukiland
[01:38.40] Gaya link racho....
[01:39.94] Shona rap Chitown
[01:41.71] But kuroots Matebeleland
[01:43.48] OK please
[01:45.50] Rerukai rerukai
[01:46.00] Itai kuti vagaye kuti hamupo
[01:48.54] Itai kuti vagaye makadhiba
[01:51.09] Makadhiba but ndivo vakadhibha
[01:53.38] Please batikai, batikai
[01:56.94] Batikai kwamunenge matsvagwa
[01:59.46] Kwamusingadiwe then hamupo
[02:01.99] Kwamusiri kudiwa imimi hamupo
[02:03.50] You live once, they say that wakuda kubhaiza
[02:07.03] They say that dzakuda kutaida
[02:09.31] MaDrama queen ana malaicha
[02:11.84] Ndovema crop top nema biker
[02:14.14] Rerukai vasaziye zvamunotemba
[02:16.93] Mujacket mogona kubuda bhemba
[02:19.76] Moyo black kunge jumbo rema somaik
[02:22.03] Dai taisarapper taichara vanhu paZimex
[02:32.87] Dai taisarapper taichara vanhu paZimex
