Lrc Player

10 - Kure (feat Galis Kush) (Special Version)

Unknown artist
[02:50.32]·Synced by Guest·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:05.55] Salsa Records, Mira

[00:10.61] Ndichanyora book, uchapinda every chapter

[00:13.39] Kana uripo zvine basa, hazvina basa

[00:15.68] Ay yo, Galis Kush in it, this is Voltz JT

[00:20.20] Ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe

[00:26.27] Ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure

[00:31.60] Ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe

[00:36.67] Ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure

[00:41.73] Usafunge nema-views evamwe, funga nema-views ako (views ako)

[00:44.28] Vachakuti siyana nazvo, usasiyane nazvo

[00:46.83] Vachakuti siyana neni, usasiyane neni

[00:49.67] Vakauya mushure mangu, vati siyanei neni

[00:52.45] Handisi type ino-louder zvana bae nana boo

[00:55.23] But zvikanzi Mrs wangu, wakutoziya kuti it's you

[00:58.03] Zvikanzi ndafira munhu, wakutoziya kuti it's you

[01:01.08] Everything cool, one, two, one, two

[01:03.09] Kana ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe

[01:11.45] Ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure

[01:13.98] Ndikakuona ndinofara ufunge, handichada kutsvaga mumwe

[01:19.07] Ndikakushaiwa ndinoita kunge, pfungwa dzangu dzinoenda kure

[01:25.39] Dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona)

[01:28.18] Dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona) kure

[01:32.55] (Kure iwe iwe, pfungwa dzangu)

[01:36.10] Dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona)

[01:39.14] Dzinoenda kure (ndenge ndichitoda kukuona) kure

[01:42.19] (Pfungwa dzangu, baby pfungwa dzangu) yeah

[01:45.20] Ay, ndichingokuona ndinoshaya kuti ndapindwa nei? (Pindwa nei?)

[01:48.74] Ndisina nyaya unongondi-tipper kuti, "Waswera sei?" (Waswera sei?)

[01:51.50] Usati wamuka uchaona text, "Wamuka sei?"

[01:54.05] Iwewe uripi, 'dakuziva kuti ndosvika sei?

[01:56.57] Bvunza boys rangu, dai waiziva kuti ndokutaura sei (kukutaura)

[01:59.34] Ndiine nzara, ndinoshaya kuti ndaguta nei

[02:02.12] Ma-big boys achikutsoma, ndombotemba nei?

[02:04.43] But hatibudi mu-race

[02:06.97] Zvisinei, ndikakuona ndine hasha, dzinogasa (gasa)

[02:09.76] Kukufunga 9 to 5 uri basa

[02:12.57] Handina kana Ex wandichiri kuda, havana basa

[02:15.12] Kana uripo, zvine basa hazvina basa

[02:17.89] Ukandisiya ndoenda ku-church kana musango kuno faster (ku-faster)

[02:20.95] Unondiwana ndakazara nema Pastor

[02:23.23] Ndichanyora book, uchapinda every chapter

[02:26.01] Kana uripo zvine basa, hazvina basa