Jesu Ndakapikira
[00:03.21] JESU, ndakapikira
[00:06.40] Nechipiko changu
[00:10.38] Ndinonamata iwe
[00:14.35] Mubatsiri wangu.
[00:18.85] Handizotyi kukundwa
[00:24.73] Kana uri petyo,
[00:27.92] Nokurasika nzira
[00:32.45] Uri mupereki.
[01:06.48] Ndikunzwe petyo neni
[01:16.04] Ndakaunganirwa
[01:20.02] Zviro zvokugarika
[01:24.53] Zviri kutambudza.
[01:29.05] Ndinotya mhandu dzangu
[01:33.04] Dzakawanda kwese
[01:43.40] Jesu, swendera petyo
[01:44.73] Undidzivirire.
[02:20.32] Ndizvo taura Tenzi
[02:24.57] Nokupfava kwako
[02:29.10] Chikurira ruchiva
[02:33.61] Nokuzvida kwangu.
[02:37.59] Ndipewo simba rako,
[02:41.85] Unditungamire
[02:46.34] Ndiite kuti ndinzwe
[02:50.88] Izwi rako Tenzi.
[03:28.62] Ndiite nditevere
[03:33.40] Tsoka dzako pasi.
[03:37.91] Handina simba Tenzi
[03:46.69] Asi rako chete.
[03:48.03] Chitungamira zvino
[03:52.54] Namazuva ese
[03:56.01] Dzamara pakuguma
[03:59.44] Ndive pamwe newe.
