Lrc Player

Wandakada

Jah Prayzah
[03:47.02]·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:36.80] Kubvira zuva rekutanga

[00:41.06] Chaingova chiro chimweni mweni chandaikumbira

[00:48.22] Kuti dai zvaibvira

[00:50.34] Wangondidawo ndaita mavarawo

[00:57.77] Pane mumwe chete pane zinyekenyeke

[01:01.77] Pane vaviri paita chisungo

[01:07.87] Kana ukandiramba zvaramba

[01:10.26] Asi ziva kuti ndaidawo

[01:15.85] Svusvura ndadya kana zvikanaka

[01:20.91] Uri mhodzi yechingwa kana zvikanaka

[01:25.21] Tichasesedzana kana zvikanaka

[01:29.73] Uchave wangu kana zvikanaka

[01:34.53] Magumo acho ndichange ndinewe

[01:39.07] Ukabata hana yangu

[01:44.40] Toenda kuhama

[01:47.04] Ndoti ndiye wandakada

[01:53.43] Wanyanya kundinyebudza sepwere

[01:56.62] Kuita seunoda usingade

[01:59.60] Buda pachena

[02:01.46] Hari yamai, hari yamai

[02:06.01] Hari yamai vangu inoda anosuka

[02:10.79] Dhiya magumo acho ndichange ndinewe

[02:16.65] Ukabata hana yangu

[02:21.98] Toenda kuhama

[02:24.88] Ndoti ndiye wandakada

[02:31.02] Zadzisa zvandinorota

[02:34.72] Nekuti ndiwe mhinduro yezvandinoshuvira

[02:41.94] Umm, zadzisa zvese

[02:44.33] Nekuti ndiwe zororo remoyo wanguka

[02:48.27] Dhiya magumo acho ndichange ndinewe

[02:54.19] Ukabata hana yangu

[02:59.50] Toenda kuhama

[03:02.68] Ndoti ndiye wandakada