Shungu
[00:22.12] Ndini ndorera nekuchengeta
[00:27.19] Nguva yechando ndovesa moto
[00:31.71] Ndokubata se-, semwana wamambo
[00:36.48] Asi ndiri kudanana ndega
[00:39.40] Nekuti hauna shungu
[00:45.33] Iwewe kana shungu
[00:48.25] Nekuti hauna shungu
[00:53.55] Iwewe kana shungu
[00:58.10] Hauna shungu
[01:02.59] Iwewe kana shungu
[01:06.04] Nekuti hauna shungu
[01:11.66] Iwewe kana shungu
[01:16.15] Ndodawo
[01:18.27] Kudiwawo
[01:20.71] Manheru takarara
[01:22.79] Mukurota mukuromoka
[01:26.81] Uchidana zita rangu
[01:30.26] Asi ndiri kudanana ndega
[01:33.18] Nekuti hauna shungu
[01:38.51] Iwewe kana shungu
[01:41.96] Nekuti hauna shungu
[01:47.30] Iwewe kana shungu
[01:51.82] Hauna shungu
[01:56.35] Iwewe kana shungu
[01:59.84] Nekuti hauna shungu
[02:05.41] Iwewe kana shungu
[02:09.70] Hauna shungu
[02:14.47] Iwewe kana shungu
[02:17.92] Nekuti hauna shungu
[02:23.23] Iwewe kana shungu
