Maita Baba
[00:10.49] Maita baba, mandigonera
[00:15.56] Nerimwe zuva ramandipa
[00:20.86] Maita baba, panorira jongwe
[00:25.38] Mandipa mumwe mukana, mandigonera
[00:30.68] Maita baba, panorira jongwe
[00:35.72] Umm, dai ndarurama
[00:40.26] Handine simba
[00:42.43] Ndiri seri kwerima
[00:45.34] Handine muono
[00:47.74] Handine shumo
[00:50.40] Handine simba
[00:52.00] Ndiri seri kwerima
[00:54.93] Handine muono
[00:57.58] Handine shumo
[00:59.18] Iya, iya, iya, iya, iya, iya
[01:02.63] Thanking the most high iya, iya, iya, iya
[01:06.60] For giving me the li-, li-, li-, li-, life
[01:12.18] Now I know you, I, I, I, I
[01:15.67] I see your way to ours
[01:22.02] I see you start
[01:24.72] Being on the stars
[01:26.84] Denga rati
[01:31.36] Kuchidzirai rudo
[01:36.14] Dai ndarurama
[01:39.07] Handine simba
[01:41.74] Ndiri seri kwerima
[01:44.40] Handine muono
[01:46.53] Handine shumo
[01:48.93] Handine simba
[01:51.05] Ndiri seri kwerima
[01:53.97] Handine muono
[01:56.37] Handine shumo
[02:00.89] Iya, iya, iya, iya, iya, iya
[02:01.71] Thanking the most high iya, iya, iya, iya
[02:05.92] For giving me the li-, li-, li-, li-, life
[02:15.81] Now I know you, I, I, I, I
[02:16.35] Handine shumo
[02:17.94] Zvamakati pasi hamusati maisa nyanzvi
[02:21.92] Kana izwi gobvu gwenzi romutsa mufi
[02:26.70] Zvamakati pasi hamusati maisa nyanzvi
[02:31.47] Kana izwi gobvu gwenzi romutsa mufi
[02:38.12] Maita baba
