Chirege Chiyambuke
[00:19.64] Makati chirege chiyambuke
[00:22.82] Honde iya hoo
[00:26.80] Hazvichadirika jecha (honde)
[00:29.20] Honde iya hoo
[00:32.38] Kwedu tinoda chirwirangwe (chirwirangwe)
[00:35.83] Honde iya hoo
[00:38.51] Kwedu hakuna ngoromera (honde)
[00:41.43] Honde iya hoo
[00:43.01] Ngwarira mhunza musha ine banga kumusana
[00:46.75] Ine chiringa
[00:49.39] Ngwarira mhunza musha ine pfumo kumusana
[00:53.12] Ine chiringa
[00:55.78] Haiwa toyangara, hatichanyura pakadzika
[00:59.25] Tiri muchikepe
[01:01.91] Haiwa kufunga mwana kubaya hura wamai
[01:05.35] Tiri muchikepe
[01:08.01] Ndarota mombe nhema yamuka iri chena
[01:11.20] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:14.38] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[01:18.65] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:20.52] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[01:23.96] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:26.89] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[01:29.83] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:33.06] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[01:36.24] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[01:39.18] Haiwa hukamaiko hukama hunenge husahwira, hukamai?
[01:45.58] Haiwa hukamai hukama hunenge usahwira, hukamai?
[01:51.71] Haiwa kuvavarira, hama kusunga mbariro, tine tariro
[01:58.10] Haiwa kuvavarira, hama kusunga mbariro, tine tariro
[02:03.72] (Honde iya hoo) hmm tine tariro
[02:06.10] Hazvichadirika zvega (honde) honde iya hoo
[02:10.91] Handina zibundu handina, handina godo remoyo
[02:16.48] Handi- (handina) handina (zibundu handina)
[02:19.94] Handi- (handina) handina (godo remoyo)
[02:23.12] Handi- (handina) handina (zibundu handina)
[02:26.05] Handi- (handina) handina (godo remoyo)
[02:29.25] Handi- (handina) handina (zibundu handina)
[02:32.19] Handi- (handina) handina (godo remoyo)
[02:35.37] Handi-
[02:49.44] Makati chirege chiyambuke
[02:52.38] Honde iya hoo
[02:55.85] Hazvichadirika jecha (honde)
[02:59.05] Honde iya hoo
[03:01.97] Kwedu tinoda chirwirangwe (chirwirangwe)
[03:05.44] Honde iya hoo
[03:08.09] Kwedu hakuna ngoromera (honde)
[03:11.29] Honde iya hoo
[03:12.89] Ndarota mombe nhema yamuka iri chena
[03:15.81] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:18.99] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[03:22.71] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:25.37] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[03:28.55] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:31.48] Mberi kune machena hakuna ngozi mukoma
[03:33.33] (Haiya heya, haiya heya hoo)
[03:37.58] Mavanzwa, mavanzwa kutaura
[03:43.45] (Haiya heya, haiya heya hoo)
