Lrc Player

MuGaratia - Bellingham [Expressions](1)

Unknown artist
[02:55.12]·Synced by Guest·
This lyric sheet isn't paired with a song yet, so lines are shown but won't sync or seek.

[00:00.91] Lyrics:

[00:02.77] Ndine purazi ndine farm

[00:06.22] Galatian

[00:08.34] ndoda kukupa love yeghetto yut

[00:11.27] kana ndikakupa ndikakupa hauzofe wada kundishaya futi

[00:16.05] Im like ghuka ndiri ghuka

[00:18.18] ndoda kukupa love yeghetto yut bae ukandifunga ukandifunga tenga airtime umbofona futi

[00:25.88] i will be waiting kuti ndinzwe voice rako

[00:30.39] zvese ndinobeliever zvikabuda mumuuromo wako magoals erudo

[00:37.03] Bellingham weipapo

[00:40.24] usafunge ndichakuitisa dakutoona mhamha vako

[00:45.02] Vajaire gangster rodakubvuta

[00:47.95] mwana wavo

[00:49.02] zvese ndichakuitira

[00:51.67] haufe wafunga kumboenda kumba imbondibikira

[00:54.33] kugona poto dzimwe kosimbisa musha

[00:58.58] wozonditambira low key babe uchizunza mazakwatira

[01:04.16] unondizvimbira secoca cola ne1 loaf rechingwa ndoda tiite relationship iri close kunge charger nemubhedha wangu

[01:11.08] vanhu vese havazvizive kuti uringirozi yakapoya neparazor wire

[01:16.13] mira neni zvinhu zviridown down ndibatsire kujega tower usandisiye zvinhu zviridhaza

[01:20.91] ndinotoda kusimudzwa ndawa

[01:26.77] wakanaka without makeup

[01:28.36] You look fresh and clean when you wake up

[01:31.05] ndinokufunga kwese kwandinoenda

[01:33.44] ndiriRomeo im your Romeo kiss me on the lip wavakuenda

[01:38.49] Zvandinofarira unozviziva wega

[01:40.88] zvikanzi tawana mukana zvedu tega

[01:43.00] ndotanga nekukukisa pahuma

[01:44.60] kukuruma muhuro

[01:46.19] i will treat you like Princess Sofia

[01:50.44] pauri ndakaisa angu ma interests ndakawira

[01:55.22] love yandinokupa iri different waziva pemurai dzose anongoda kukuisa panodziya

[02:05.05] vanhu vozvimba

[02:07.17] zvese ndichakuitira

[02:09.83] haufe wafunga kumboenda kumba imbondibikira

[02:12.48] kugona poto dzimwe kosimbisa musha

[02:17.00] wozonditambira low key babe uchizunza mazakwatira

[02:22.58] Unondizvimbira secoca cola

[02:24.17] ne1 loaf rechingwa

[02:26.30] ndoda tiite relationship iri close

[02:27.89] kunge charger nemubhedha wangu

[02:29.48] vanhu vese havazvizive kuti uringirozi yakapoya neparazor wire

[02:34.53] mira neni zvinhu zviridown down

[02:37.19] ndibatsire kujega tower

[02:39.58] usandisiye zvinhu zviridhaza

[02:42.23] ndinotoda kusimudzwa ndawa