Winky D Hatiperekedzane (Official Audio)
[00:03.54] Tiri vamwe
[00:05.40] Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
[00:11.52] Inini newe
[00:14.44] Tiri vamwe
[00:17.66] Ichasvika nguva yatichatsvagana
[00:19.79] Mumwe achashaikwa
[00:22.45] Saka tambanudza ruoko
[00:25.64] Wondivhurira moyo
[00:28.30] Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa
[00:31.76] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[00:36.80] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[00:39.72] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[00:42.65] Haiwa, ungava shamwari
[00:45.30] Asi kuda ka kwaMwari
[00:47.96] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[00:50.88] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[00:53.54] Ngatipanane rudo nhasi
[00:56.19] Ramangwana harine nyanzvi
[00:58.84] Zvakaipa tokanda pasi
[01:01.77] Chakanaka chitakure nyadzi
[01:14.82] Varipo vatakatadza kuda
[01:18.80] Havasisipo pasirino
[01:21.76] Pasi angova mapfupa
[01:24.42] Mupfungwa dzava ndangariro
[01:27.08] Oskid ndauya neyambiro
[01:29.73] Hapana achaziva mafambiro (-fambiro)
[01:32.92] Irwendo rwusina kuoneka
[01:35.31] Mhinduro tongoti yawonekwa
[01:37.96] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[01:43.01] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[01:45.67] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[01:48.32] Haiwa, ungava shamwari
[01:50.98] Asi kuda ka kwaMwari
[01:53.92] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[01:56.84] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[01:59.50] Ngatipanane rudo nhasi
[02:02.15] Ramangwana harine nyanzvi
[02:04.82] Zvakaipa tokanda pasi
[02:07.73] Chakanaka chichakure nyadzi
[02:10.92] Saka mabaya moyo wangu, imi
[02:13.84] Mabaya moyo wangu, hoyoyo
[02:18.36] Mandibaya panodzimba
[02:21.54] Ndati mabaya moyo wangu, imi
[02:24.73] Mabaya moyo wangu, hoyoyo
[02:29.77] Mandibaya panodzimba
[02:32.70] Haha
[02:34.56] Ini newe
[02:36.95] Tiri vamwe
[02:39.41] Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
[02:45.25] Inini newe
[02:48.17] Tiri vamwe
[02:51.36] Ichasvika nguva yatichatsvagana, mumwe achashaikwa
[02:56.40] Saka tambanudza ruoko
[02:59.32] Wondivhurira moyo
[03:02.25] Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa
[03:05.71] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[03:10.75] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[03:13.68] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[03:16.33] Haiwa, ungava shamwari
[03:18.99] Asi kuda ka kwaMwari
[03:22.17] Hatiperekedzane (hatiperekedzane)
[03:24.56] Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane)
[03:27.48] Ngatipanane rudo nhasi
[03:30.14] Ramangwana harine nyanzvi
[03:32.80] Zvakaipa tokanda pasi
[03:35.72] Chakanaka chitakure nyadzi
[04:00.18] Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
[04:07.88] Ngatiyeuchidzane
[04:12.14] Ungava shamwari
[04:14.26] Asi kuda ka kwaMwari
[04:16.92] Hatiperekedzane
[04:19.84] Ngatiyeuchidzane
