mwari_wenyasha
[00:32.41] Mwari wekudenga, Mwari wevafumi, Mwari wevaranda
[01:14.14] Mwari wekudenga, Mwari wevafumi, Mwari wenyasha
[01:19.47] Heunou muvhunzo, todini, todini, todini?
[01:38.05] Imhodzi rudzii yamadyara matiri Mambo isingameri nekutumbuka
[01:42.57] Isingakohwewe, iyoyi, iyoyi, iyoyi?
[01:53.74] Dura rayo riripi, chero netsapi dzayo dziripi?
[02:04.88] Kudai zvaiwanikwa ndaisva ndavesera moto zvikatsva
[02:10.99] Posare rota rinotsvairwa nemhepo yedenga iyoyi, iyoyi, iyoyi
[02:30.91] Pane apuhwa makomborero hatifarire seiko?
[02:34.37] Pane kuti timuzembere tigovawo nevambutso naye
[02:39.68] Tofamba naye mumagutwa nemunzara
[02:54.02] Pane rudo vamwe tinofara mumwe anotsamwa
[02:57.49] Panekuti timubvunze tozorondawo matsimba erudo
[03:03.06] Murudo, mazirudo, e- erudo
[05:20.02] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[05:24.53] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[05:31.44] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[05:35.69] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[05:39.94] Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
[05:42.86] Vakamushora kwahi, "Anorwara uyu"
[05:46.34] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[05:50.86] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[05:54.31] Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
[05:57.52] Vakamushora kwahi, "Anorwara uyu"
[06:01.50] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[06:03.89] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[06:08.94] Ini ndakaponera mukati-kati mechaunga
[06:12.92] Ini ndakayambukira mukati mevanhu hobho
[06:16.11] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[06:20.90] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
[06:23.82] Ini ndakaponera mukati-kati mechaunga
[06:28.06] Joe akayambuka akabata vent
[06:31.25] Musayerure mumhu, tererai mashoko
[06:35.50] Iwo mazambuko wani zvaakasiyana
